2 Samueri 8:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mambo Dhavhidhi akatsaurirawo izvi kuna Jehovha, pamwe chete nesirivha nendarama yaakanga atsaurira, yakabva kumarudzi ose aakanga akunda,+ Ezra 7:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti vaunze sirivha nendarama zvakapiwa nokuzvidira namambo nemakurukota ake+ kuna Mwari waIsraeri, anogara muJerusarema,+ Pisarema 68:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokuda kwetemberi yenyu iri kuJerusarema,+Madzimambo achakuunzirai zvipo.+
11 Mambo Dhavhidhi akatsaurirawo izvi kuna Jehovha, pamwe chete nesirivha nendarama yaakanga atsaurira, yakabva kumarudzi ose aakanga akunda,+
15 kuti vaunze sirivha nendarama zvakapiwa nokuzvidira namambo nemakurukota ake+ kuna Mwari waIsraeri, anogara muJerusarema,+