Dheuteronomi 28:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Jehovha achakuendesa+ iwe namambo+ wauchagadza pamusoro pako kurudzi rwausina kuziva, iwe kana madzitateguru ako; uye ikoko uchashumira vamwe vanamwari, vematanda nevematombo.+
36 Jehovha achakuendesa+ iwe namambo+ wauchagadza pamusoro pako kurudzi rwausina kuziva, iwe kana madzitateguru ako; uye ikoko uchashumira vamwe vanamwari, vematanda nevematombo.+