2 Madzimambo 17:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+ 2 Madzimambo 25:26 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 26 Pashure paizvozvo, vanhu vose, kubvira kumuduku kusvikira kumukuru, nevakuru vemauto ehondo vakasimuka, vakaenda kuIjipiti;+ nokuti vakanga vava kutya vaKadheya.+ Isaya 39:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 ‘Vamwe vanakomana vako vachabuda mauri, vauchabereka, vachatorwa+ uye vachava machinda+ mumuzinda wamambo weBhabhironi.’”+
6 Mugore rechipfumbamwe raHoshea, mambo weAsiriya akatora Samariya,+ akabva atapa+ vaIsraeri, akavaendesa kuAsiriya, akaita kuti vagare muHeira+ nomuHabhori parwizi rwaGozani+ uye mumaguta evaMedhiya.+
26 Pashure paizvozvo, vanhu vose, kubvira kumuduku kusvikira kumukuru, nevakuru vemauto ehondo vakasimuka, vakaenda kuIjipiti;+ nokuti vakanga vava kutya vaKadheya.+
7 ‘Vamwe vanakomana vako vachabuda mauri, vauchabereka, vachatorwa+ uye vachava machinda+ mumuzinda wamambo weBhabhironi.’”+