2 Makoronike 24:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Jehoashi akanga aine makore manomwe paakatanga kutonga,+ uye akatonga kwemakore makumi mana ari muJerusarema.+ Amai vake vainzi Zibhiya wokuBheeri-shebha.+
24 Jehoashi akanga aine makore manomwe paakatanga kutonga,+ uye akatonga kwemakore makumi mana ari muJerusarema.+ Amai vake vainzi Zibhiya wokuBheeri-shebha.+