Dheuteronomi 9:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Ndakatora chivi chenyu chamakanga maita, iyo mhuru+ yacho, ndikaipisa mumoto ndokuipwanya, ndikaikuya-kuya kusvikira yatsetseka seguruva; ndichibva ndazokanda guruva rayo mumupata waiva norukova waiburuka uchibva mugomo.+
21 Ndakatora chivi chenyu chamakanga maita, iyo mhuru+ yacho, ndikaipisa mumoto ndokuipwanya, ndikaikuya-kuya kusvikira yatsetseka seguruva; ndichibva ndazokanda guruva rayo mumupata waiva norukova waiburuka uchibva mugomo.+