-
2 Makoronike 8:14Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
14 Akagadzawo mapoka+ evapristi kuti atarisire mabasa avo maererano nomurau wababa vake Dhavhidhi,+ nevaRevhi+ panzvimbo dzavo dzebasa, kuti varumbidze,+ vashumire+ vari pamberi pevapristi sezvaifanira kuitwa zuva nezuva,+ nevachengeti vemagedhi mumapoka avo nokuda kwemagedhi akasiyana-siyana,+ nokuti iwoyo wakanga uri murayiro waDhavhidhi munhu waMwari wechokwadi.
-