2 Makoronike 30:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vanhu vazhinji vakaungana kuJerusarema,+ kuti vaite mutambo+ wemakeke asina kuviriswa mumwedzi wechipiri,+ ikava ungano huru kwazvo.
13 Vanhu vazhinji vakaungana kuJerusarema,+ kuti vaite mutambo+ wemakeke asina kuviriswa mumwedzi wechipiri,+ ikava ungano huru kwazvo.