1 Madzimambo 4:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Akanga akachenjera kupfuura chero mumwe munhu upi zvake, kupfuura Etani+ muEzrahi naHemani+ naKarikori+ naDhadha vanakomana vaMahori; uye mukurumbira wake wakasvika kumarudzi ose akanga akapoteredza.+ 1 Madzimambo 4:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Vakaramba vachiuya vachibva kumarudzi ose kuti vanzwe uchenjeri hwaSoromoni,+ kunyange kubva kumadzimambo ose enyika akanga anzwa nezvouchenjeri hwake.+ 2 Makoronike 1:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 uchapiwa uchenjeri nezivo;+ uye ndichakupawo zvinhu zvizhinji nepfuma nokukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akavapo iwe usati wavapo,+ uye zvisingazovi naani naani zvake anokutevera.”+
31 Akanga akachenjera kupfuura chero mumwe munhu upi zvake, kupfuura Etani+ muEzrahi naHemani+ naKarikori+ naDhadha vanakomana vaMahori; uye mukurumbira wake wakasvika kumarudzi ose akanga akapoteredza.+
34 Vakaramba vachiuya vachibva kumarudzi ose kuti vanzwe uchenjeri hwaSoromoni,+ kunyange kubva kumadzimambo ose enyika akanga anzwa nezvouchenjeri hwake.+
12 uchapiwa uchenjeri nezivo;+ uye ndichakupawo zvinhu zvizhinji nepfuma nokukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akavapo iwe usati wavapo,+ uye zvisingazovi naani naani zvake anokutevera.”+