RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 1
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 1:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 2:12
  • +2Sa 7:12
  • +1Mad 3:13; 1Mak 29:25; Mup 2:9; Mt 6:29; 12:42

2 Makoronike 1:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 18:25
  • +Dhe 1:15
  • +1Mak 23:4; 26:29
  • +1Mak 28:1
  • +1Mak 24:31; 27:1

2 Makoronike 1:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:5; 1Mak 16:39; 21:29
  • +Eks 40:2; Re 1:1
  • +Dhe 34:5; VaH 3:5

2 Makoronike 1:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 6:2
  • +1Mak 13:5
  • +1Mak 15:1
  • +1Mak 16:1; Pis 132:5

2 Makoronike 1:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 38:1
  • +Eks 31:2
  • +1Mak 2:20

2 Makoronike 1:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:4

2 Makoronike 1:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:5

2 Makoronike 1:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:8; Pis 89:28
  • +1Mak 28:5

2 Makoronike 1:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 7:12; 1Mak 17:25; 28:6; Pis 132:11
  • +1Sa 2:7; 1Mad 3:7
  • +Ge 13:16

2 Makoronike 1:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:9; Zvi 2:6; 3:13; Jak 1:5
  • +Nu 27:17; 2Sa 5:2
  • +1Mad 3:8; Pis 72:2

2 Makoronike 1:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 16:7; 1Mak 29:17
  • +1Mad 3:11
  • +1Mad 3:28; Zvi 14:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/1/2005, p. 19

2 Makoronike 1:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:12; Pis 34:10; VaE 3:20; 1Jo 5:15
  • +1Mak 29:25; 2Mak 9:22; Mup 2:9
  • +1Mad 3:13

2 Makoronike 1:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 3:4; 1Mak 16:39; 21:29
  • +Eks 40:2
  • +1Mad 4:25

2 Makoronike 1:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 17:16; 1Mad 4:26
  • +2Mak 8:6; 9:25

2 Makoronike 1:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:21
  • +1Mad 10:27
  • +2Mak 9:27; 26:10

2 Makoronike 1:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 9:28
  • +1Mad 10:28

2 Makoronike 1:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 10:29

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 1:11Mad 2:12
2 Mak. 1:12Sa 7:12
2 Mak. 1:11Mad 3:13; 1Mak 29:25; Mup 2:9; Mt 6:29; 12:42
2 Mak. 1:2Eks 18:25
2 Mak. 1:2Dhe 1:15
2 Mak. 1:21Mak 23:4; 26:29
2 Mak. 1:21Mak 28:1
2 Mak. 1:21Mak 24:31; 27:1
2 Mak. 1:3Dhe 34:5; VaH 3:5
2 Mak. 1:31Mad 3:5; 1Mak 16:39; 21:29
2 Mak. 1:3Eks 40:2; Re 1:1
2 Mak. 1:42Sa 6:2
2 Mak. 1:41Mak 13:5
2 Mak. 1:41Mak 15:1
2 Mak. 1:41Mak 16:1; Pis 132:5
2 Mak. 1:5Eks 38:1
2 Mak. 1:5Eks 31:2
2 Mak. 1:51Mak 2:20
2 Mak. 1:61Mad 3:4
2 Mak. 1:71Mad 3:5
2 Mak. 1:82Sa 7:8; Pis 89:28
2 Mak. 1:81Mak 28:5
2 Mak. 1:92Sa 7:12; 1Mak 17:25; 28:6; Pis 132:11
2 Mak. 1:91Sa 2:7; 1Mad 3:7
2 Mak. 1:9Ge 13:16
2 Mak. 1:101Mad 3:9; Zvi 2:6; 3:13; Jak 1:5
2 Mak. 1:10Nu 27:17; 2Sa 5:2
2 Mak. 1:101Mad 3:8; Pis 72:2
2 Mak. 1:111Sa 16:7; 1Mak 29:17
2 Mak. 1:111Mad 3:11
2 Mak. 1:111Mad 3:28; Zvi 14:8
2 Mak. 1:121Mad 3:12; Pis 34:10; VaE 3:20; 1Jo 5:15
2 Mak. 1:121Mak 29:25; 2Mak 9:22; Mup 2:9
2 Mak. 1:121Mad 3:13
2 Mak. 1:131Mad 3:4; 1Mak 16:39; 21:29
2 Mak. 1:13Eks 40:2
2 Mak. 1:131Mad 4:25
2 Mak. 1:14Dhe 17:16; 1Mad 4:26
2 Mak. 1:142Mak 8:6; 9:25
2 Mak. 1:151Mad 10:21
2 Mak. 1:151Mad 10:27
2 Mak. 1:152Mak 9:27; 26:10
2 Mak. 1:162Mak 9:28
2 Mak. 1:161Mad 10:28
2 Mak. 1:171Mad 10:29
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 1:1-17

2 Makoronike

1 Zvino Soromoni mwanakomana waDhavhidhi akaramba achiva nesimba muumambo hwake,+ Jehovha Mwari wake aiva naye+ uye akaramba achimuita mukuru kwazvo.+

2 Zvino Soromoni akataura shoko kuvaIsraeri vose, kuvakuru vezviuru+ nevemazana+ nokuvatongi+ nokumachinda ose evaIsraeri vose,+ vakuru vedzimba dzemadzibaba.+ 3 Soromoni neungano yose yaaiva nayo vakabva vaenda kunzvimbo yakakwirira yaiva kuGibhiyoni;+ nokuti ndiko kwaiva netende rokusanganira+ raMwari wechokwadi, rakanga ragadzirwa naMosesi mushumiri+ waJehovha murenje. 4 Asi Dhavhidhi akanga abvisa areka+ yaMwari wechokwadi kuKiriyati-jearimu,+ akaiendesa kunzvimbo yayakanga yagadzirirwa naDhavhidhi,+ nokuti akanga aidzikira tende muJerusarema.+ 5 Atari+ yemhangura yakanga yagadzirwa naBhezareri+ mwanakomana waUrai mwanakomana waHeri+ yakanga yaiswa pamberi petebhenekeri yaJehovha; uye Soromoni neungano yacho vakabvunza vari pamberi payo sezvaigara zvichiitwa. 6 Zvino Soromoni akapa Jehovha zvinopiwa pamusoro peatari yemhangura yetende rokusanganira ari ipapo, akapa zvinopiwa zvinopiswa chiuru pamusoro payo.+

7 Usiku ihwohwo Mwari akazviratidza kuna Soromoni akabva ati kwaari: “Kumbira! Ndokupei?”+ 8 Soromoni akati kuna Mwari: “Ndimi makaitira baba vangu Dhavhidhi mutsa worudo mukuru+ uye ndimi makandigadza kuti ndive mambo panzvimbo pavo.+ 9 Zvino, haiwa Jehovha Mwari, chipikirwa chamakaita kuna baba vangu Dhavhidhi ngachive chakatendeka,+ nokuti imi ndimi makandigadza kuti ndive mambo+ wevanhu vazhinji seguruva renyika.+ 10 Saka ndipei uchenjeri nezivo+ kuti ndibude uye ndipinde ndiri pamberi pevanhu ava,+ nokuti ndiani angatonga vanhu venyu vazhinji ava?”+

11 Mwari akabva ati kuna Soromoni: “Nokuti une chido mumwoyo mako+ uye hauna kukumbira zvinhu zvizhinji, pfuma nokukudzwa kana mweya yevaya vanokuvenga, uye hauna kukumbira mazuva mazhinji,+ asi wakumbira uchenjeri nezivo kuti utonge vanhu vangu vandakakugadza kuti uve mambo wavo,+ 12 uchapiwa uchenjeri nezivo;+ uye ndichakupawo zvinhu zvizhinji nepfuma nokukudzwa zvisina kumbova nemadzimambo akavapo iwe usati wavapo,+ uye zvisingazovi naani naani zvake anokutevera.”+

13 Naizvozvo Soromoni akabva panzvimbo yakakwirira yaiva kuGibhiyoni,+ pamberi petende rokusanganira,+ akaenda kuJerusarema, akaramba achitonga Israeri.+ 14 Soromoni akaramba achiunganidza ngoro nemabhiza ehondo zvokuti akava nengoro chiuru nemazana mana nemabhiza ehondo zviuru gumi nezviviri,+ uye akaita kuti zvirambe zviri mumaguta engoro,+ pedyo namambo kuJerusarema. 15 Mambo akaita kuti sirivha nendarama zvaiva muJerusarema zvive sematombo;+ uye akaita kuti matanda omusidhari awande kwazvo semitsamvi+ iri muShefera.+ 16 Mabhiza akanga aina Soromoni aibva kuIjipiti,+ uye boka revatengesi vamambo rainotora boka remabhiza nokuda kwomutengo.+ 17 Vaiwanzounza ngoro ichibva kuIjipiti nokuda kwemasirivha mazana matanhatu, uye bhiza nokuda kwezana nemakumi mashanu; uye izvozvo ndizvo zvaiita madzimambo ose evaHiti nemadzimambo eSiriya.+ Aizvivigirwa naivava.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe