-
Jobho 42:11Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
11 Hama dzake dzose nehanzvadzi dzake dzose navose vaimuziva vakaramba vachiuya kwaari,+ vakatanga kudya zvokudya naye+ mumba make nokumunzwira tsitsi pamwe chete nokumunyaradza pamusoro pedambudziko rose iro Jehovha akanga arega richiuya paari; mumwe nomumwe akamupa mari uye mumwe nomumwe akamupa rin’i yendarama.
-