RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Makoronike 26
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

2 Makoronike 26:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 33:25
  • +2Mad 15:13; Mt 1:8
  • +2Mad 21:24
  • +2Mad 14:21

2 Makoronike 26:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:26; 2Mad 16:6; 2Mak 8:17
  • +2Mad 14:22

2 Makoronike 26:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 1:1; 6:1
  • +2Mad 15:2

2 Makoronike 26:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 12:2
  • +2Mad 14:3

2 Makoronike 26:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 4:29; 2Mak 14:7; 17:4
  • +Ge 18:19
  • +1Mad 3:13; Pis 1:3; Zvi 10:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2007, p. 10

2 Makoronike 26:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:1; 2Mak 21:16; Isa 14:29
  • +1Mak 18:1
  • +Jos 15:11
  • +Jos 13:3; 1Sa 5:1
  • +Jos 15:46

2 Makoronike 26:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 5:20; 2Mak 14:11; Pis 33:20; Mab 26:22
  • +2Mak 17:11
  • +1Mak 4:41

2 Makoronike 26:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:38; Vat 11:15
  • +2Sa 8:6; 1Mak 18:6
  • +Ge 12:2

2 Makoronike 26:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 14:7
  • +2Mad 14:13; Jer 31:38; Zek 14:10
  • +Ne 3:13

2 Makoronike 26:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 9:17
  • +1Mak 27:28

2 Makoronike 26:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 12:18
  • +Nu 1:3; 2Sa 24:9
  • +1Mak 27:32; 2Mak 24:11
  • +1Mak 26:28
  • +1Mak 28:1

2 Makoronike 26:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 27:1
  • +1Mak 5:24; 12:21
  • +1Mak 26:6

2 Makoronike 26:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 11:1; 13:3; 17:14

2 Makoronike 26:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 17:17
  • +2Mak 11:12; 14:8; 25:5
  • +1Sa 17:5; Jer 46:4
  • +1Sa 17:38
  • +1Mak 12:2
  • +Vat 20:16; 1Sa 17:49

2 Makoronike 26:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 14:7
  • +1Mad 4:31

2 Makoronike 26:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:15
  • +Zvi 29:23; 1Pe 5:5
  • +Nu 1:51

2 Makoronike 26:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 28:1
  • +Nu 16:40; 18:7; Zvi 21:24
  • +Eks 30:7; 1Mak 23:13; VaH 5:4
  • +Nu 3:10; 18:7; 1Sa 2:30

2 Makoronike 26:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 16:10; 25:16
  • +Eks 30:7
  • +Nu 12:10; 2Mad 5:27
  • +Re 13:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1955

2 Makoronike 26:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 13:3; Dhe 24:8; Zvi 11:2
  • +Re 14:34; Dhe 28:22, 35

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1951

2 Makoronike 26:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:5
  • +Re 13:46; Nu 5:2; 12:14, 15; 2Mad 7:3

2 Makoronike 26:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:6
  • +Isa 6:1
  • +Isa 1:1

2 Makoronike 26:23

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 15:7
  • +2Mad 15:32

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Mak. 26:12Mak 33:25
2 Mak. 26:12Mad 15:13; Mt 1:8
2 Mak. 26:12Mad 21:24
2 Mak. 26:12Mad 14:21
2 Mak. 26:21Mad 9:26; 2Mad 16:6; 2Mak 8:17
2 Mak. 26:22Mad 14:22
2 Mak. 26:3Isa 1:1; 6:1
2 Mak. 26:32Mad 15:2
2 Mak. 26:42Mad 12:2
2 Mak. 26:42Mad 14:3
2 Mak. 26:5Dhe 4:29; 2Mak 14:7; 17:4
2 Mak. 26:5Ge 18:19
2 Mak. 26:51Mad 3:13; Pis 1:3; Zvi 10:22
2 Mak. 26:62Sa 8:1; 2Mak 21:16; Isa 14:29
2 Mak. 26:61Mak 18:1
2 Mak. 26:6Jos 15:11
2 Mak. 26:6Jos 13:3; 1Sa 5:1
2 Mak. 26:6Jos 15:46
2 Mak. 26:71Mak 5:20; 2Mak 14:11; Pis 33:20; Mab 26:22
2 Mak. 26:72Mak 17:11
2 Mak. 26:71Mak 4:41
2 Mak. 26:8Ge 19:38; Vat 11:15
2 Mak. 26:82Sa 8:6; 1Mak 18:6
2 Mak. 26:8Ge 12:2
2 Mak. 26:92Mak 14:7
2 Mak. 26:92Mad 14:13; Jer 31:38; Zek 14:10
2 Mak. 26:9Ne 3:13
2 Mak. 26:102Mad 9:17
2 Mak. 26:101Mak 27:28
2 Mak. 26:111Mak 12:18
2 Mak. 26:11Nu 1:3; 2Sa 24:9
2 Mak. 26:111Mak 27:32; 2Mak 24:11
2 Mak. 26:111Mak 26:28
2 Mak. 26:111Mak 28:1
2 Mak. 26:121Mak 27:1
2 Mak. 26:121Mak 5:24; 12:21
2 Mak. 26:121Mak 26:6
2 Mak. 26:132Mak 11:1; 13:3; 17:14
2 Mak. 26:142Mak 17:17
2 Mak. 26:142Mak 11:12; 14:8; 25:5
2 Mak. 26:141Sa 17:5; Jer 46:4
2 Mak. 26:141Sa 17:38
2 Mak. 26:141Mak 12:2
2 Mak. 26:14Vat 20:16; 1Sa 17:49
2 Mak. 26:152Mak 14:7
2 Mak. 26:151Mad 4:31
2 Mak. 26:16Dhe 32:15
2 Mak. 26:16Zvi 29:23; 1Pe 5:5
2 Mak. 26:16Nu 1:51
2 Mak. 26:18Zvi 28:1
2 Mak. 26:18Nu 16:40; 18:7; Zvi 21:24
2 Mak. 26:18Eks 30:7; 1Mak 23:13; VaH 5:4
2 Mak. 26:18Nu 3:10; 18:7; 1Sa 2:30
2 Mak. 26:192Mak 16:10; 25:16
2 Mak. 26:19Eks 30:7
2 Mak. 26:19Nu 12:10; 2Mad 5:27
2 Mak. 26:19Re 13:2
2 Mak. 26:20Re 13:3; Dhe 24:8; Zvi 11:2
2 Mak. 26:20Re 14:34; Dhe 28:22, 35
2 Mak. 26:212Mad 15:5
2 Mak. 26:21Re 13:46; Nu 5:2; 12:14, 15; 2Mad 7:3
2 Mak. 26:222Mad 15:6
2 Mak. 26:22Isa 6:1
2 Mak. 26:22Isa 1:1
2 Mak. 26:232Mad 15:7
2 Mak. 26:232Mad 15:32
  • Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
2 Makoronike 26:1-23

2 Makoronike

26 Vanhu vose+ vaJudha vakabva vatora Uziya,+ paaiva nemakore gumi nematanhatu, vakamugadza+ kuti ave mambo panzvimbo pababa vake Amaziya.+ 2 Ndiye akavaka Eroti,+ akabva aridzorera kuna Judha, pashure pokunge mambo arara nemadzitateguru ake.+ 3 Uziya+ akanga aine makore gumi nematanhatu paakatanga kutonga, uye akatonga kwemakore makumi mashanu nemaviri ari muJerusarema. Amai vake vainzi Jekoriya+ wokuJerusarema. 4 Iye akaramba achiita zvakarurama pamberi paJehovha,+ maererano nezvose zvakanga zvaitwa nababa vake Amaziya.+ 5 Akaramba achida kutsvaka+ Mwari mumazuva aZekariya, murayiridzi aidzidzisa kutya Mwari wechokwadi;+ uye mumazuva okutsvaka kwake Jehovha, Mwari wechokwadi akaita kuti abudirire.+

6 Zvino akabuda, akarwa nevaFiristiya,+ akaputsa rusvingo rweGati+ norusvingo rweJabne+ norusvingo rweAshdhodhi,+ achibva azovaka maguta munharaunda yeAshdhodhi+ nepakati pevaFiristiya. 7 Mwari wechokwadi akaramba achimubatsira+ kurwisa vaFiristiya nokurwisa vaArabhiya+ vaigara muGubhaari nomuMeunimu.+ 8 VaAmoni+ vakatanga kupa Uziya muripo.+ Mukurumbira wake+ wakazosvika kuIjipiti, nokuti akaratidza simba zvinoshamisa. 9 Uziya akavakawo shongwe+ muJerusarema pedyo neGedhi Repakona+ uye pedyo neGedhi roMupata+ uye pedyo neChitsigiso choRusvingo, akadzisimbisa. 10 Akavakawo shongwe+ murenje, akachera migodhi yemvura yakawanda (nokuti akava nezvipfuwo zvakawanda kwazvo), uyewo muShefera+ nomunyika yakati sandara. Kwaiva nevarimi nevatarisiri vemizambiringa vaiva mumakomo nomuKameri, nokuti aida zvokurima.

11 Uziya akavawo neuto rairwa hondo, vaya vaibuda kunorwa vakarongwa mumapoka,+ maererano nokuwanda kwokunyoreswa kwavo+ noruoko rwomunyori+ Jeyieri nomutungamiriri Maaseya vachitarisirwa+ naHananiya wemachinda amambo.+ 12 Vakuru vose vedzimba dzemadzibaba,+ varume vakanga vakashinga,+ vaiva nesimba,+ vaisvika zviuru zviviri nemazana matanhatu. 13 Uto ravaitarisira raiva revarume zviuru zvine mazana matatu nezvinomwe nemazana mashanu, vairwa hondo nesimba reuto rehondo kuti vabatsire mambo kurwisa muvengi.+ 14 Uziya akaramba achivagadzirira, iro uto racho rose, nhoo+ nemapfumo marefu+ nengowani+ nenguo dzokuzvidzivirira nadzo dzine simbi+ nouta+ nematombo ezvipfuramabwe.+ 15 Akagadzirawo michina yehondo muJerusarema, yakafungwa nemainjiniya, kuti iiswe pashongwe+ nepamakona, yokupfurisa miseve nokupotseresa matombo makuru. Naizvozvo mukurumbira wake+ wakasvika kure kwazvo, nokuti akabatsirwa zvinoshamisa kusvikira ava nesimba.

16 Zvisinei, paakangova nesimba, mwoyo wake wakazvikudza+ kusvikira pakuita zvakashata,+ zvokuti akava asina kutendeka pamberi paJehovha Mwari wake, akapinda mutemberi yaJehovha kuti apisire rusenzi paatari yerusenzi.+ 17 Mupristi Azariya pamwe chete nevapristi vaJehovha, varume makumi masere vakanga vakashinga, vaiva nesimba, vakabva vamutevera. 18 Vakabva vadzivisa mambo+ Uziya, vakati kwaari: “Haiwa Uziya, harisi basa renyu+ rokupisira Jehovha rusenzi, asi ibasa revapristi vanakomana vaAroni,+ vakatsaurwa, kuti vapise rusenzi. Budai munzvimbo tsvene; nokuti mava asina kutendeka, uye hamungambokudzwi+ naJehovha Mwari.”

19 Asi Uziya akatsamwa kwazvo+ mudziyo wokupisira zvinonhuhwirira+ wokuti apisire rusenzi uchiri muruoko rwake, uye achakatsamwira vapristi, maperembudzi+ akapenya+ pahuma yake pamberi pevapristi ari mumba maJehovha parutivi rweatari yerusenzi. 20 Mupristi mukuru Azariya nevamwe vapristi vose pavakatarira kwaari, vakaona arohwa nemaperembudzi pahuma yake!+ Naizvozvo vakakurumidza kumubvisa ipapo, naiyewo akachimbidza kubuda, nokuti Jehovha akanga amurova.+

21 Zvino mambo Uziya+ akaramba aine maperembudzi kusvikira pazuva raakafa, uye akaramba achigara mumba asingachaiti mabasa,+ zvaaiva nemaperembudzi; nokuti akanga adziviswa kupinda mumba maJehovha, mwanakomana wake Jotamu paakanga achitarisira imba yamambo, achitonga vanhu vomunyika yacho.

22 Mamwe mabasa ose aUziya,+ okutanga neokupedzisira, akanyorwa nomuprofita Isaya+ mwanakomana waAmozi.+ 23 Uziya akazorara nemadzitateguru ake; naizvozvo vakamuviga pamwe chete nemadzitateguru ake, asi mumunda wemakuva emadzimambo,+ nokuti vakati: “Ane maperembudzi.” Zvino mwanakomana wake Jotamu+ akatanga kutonga panzvimbo pake.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe