Dheuteronomi 13:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Kana hama yako, mwanakomana waamai vako, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, kana mudzimai wako waunoda, kana shamwari yako yakaita somweya wako,+ ikaedza kukufurira pakavanda ichiti, ‘Handei tinoshumira vamwe vanamwari,’+ vausina kuziva, iwe kana madzitateguru ako, Dheuteronomi 33:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Murume akati kuna baba vake naamai vake, ‘Handina kumuona.’Haana kubvuma kunyange hama dzake,+Uye haana kuziva vanakomana vake.Nokuti vakachengeta shoko renyu,+Uye vakaramba vachichengeta sungano yenyu.+ Zekariya 13:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kana munhu akaprofitazve, baba vake naamai vake, ivo vakamubereka, ngavatiwo kwaari, ‘Hausi kuzorarama, nokuti wataura nhema uchishandisa zita raJehovha.’ Baba vake naamai vake, ivo vakamubereka, ngavamubvoore nokuda kwokuprofita kwake.+
6 “Kana hama yako, mwanakomana waamai vako, kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, kana mudzimai wako waunoda, kana shamwari yako yakaita somweya wako,+ ikaedza kukufurira pakavanda ichiti, ‘Handei tinoshumira vamwe vanamwari,’+ vausina kuziva, iwe kana madzitateguru ako,
9 Murume akati kuna baba vake naamai vake, ‘Handina kumuona.’Haana kubvuma kunyange hama dzake,+Uye haana kuziva vanakomana vake.Nokuti vakachengeta shoko renyu,+Uye vakaramba vachichengeta sungano yenyu.+
3 Kana munhu akaprofitazve, baba vake naamai vake, ivo vakamubereka, ngavatiwo kwaari, ‘Hausi kuzorarama, nokuti wataura nhema uchishandisa zita raJehovha.’ Baba vake naamai vake, ivo vakamubereka, ngavamubvoore nokuda kwokuprofita kwake.+