Ruka 23:56 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 56 uye vakadzokera kunogadzirira zvinonhuhwirira nemafuta anonhuhwirira.+ Asi, chokwadi, vakazorora pasabata+ maererano nomurayiro wacho. Johani 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Naizvozvo Jesu akati: “Muregei akadaro, kuti achengete tsika iyi nokuda kwezuva rokuvigwa kwangu.+
56 uye vakadzokera kunogadzirira zvinonhuhwirira nemafuta anonhuhwirira.+ Asi, chokwadi, vakazorora pasabata+ maererano nomurayiro wacho.