Ezra 7:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvimwe zvose zvinodiwa zveimba yaMwari wako zvaunofanira kupa, uchazvipa zvichibva paimba yepfuma yamambo.+ Pisarema 68:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Nokuda kwetemberi yenyu iri kuJerusarema,+Madzimambo achakuunzirai zvipo.+ Isaya 49:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Madzimambo achava vatarisiri vako,+ uye machindakadzi avo achava vakadzi vanokurerera. Vachakukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi,+ vachananzva guruva retsoka dzako;+ uye uchaziva kuti ndini Jehovha, asingazonyadzisi vaya vanotarira kwandiri.”+
20 Zvimwe zvose zvinodiwa zveimba yaMwari wako zvaunofanira kupa, uchazvipa zvichibva paimba yepfuma yamambo.+
23 Madzimambo achava vatarisiri vako,+ uye machindakadzi avo achava vakadzi vanokurerera. Vachakukotamira zviso zvavo zvakatarira pasi,+ vachananzva guruva retsoka dzako;+ uye uchaziva kuti ndini Jehovha, asingazonyadzisi vaya vanotarira kwandiri.”+