VaEfeso 6:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 musingashandi pamunenge muchingoonekwa chete sevanhu vanofadza vanhu,+ asi sevaranda vaKristu, muchiita zvinodiwa naMwari nomweya wose.+ VaKorose 3:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Zvose zvamunoita, zviitei nomweya wose+ sokunge munoitira Jehovha,+ kwete vanhu,
6 musingashandi pamunenge muchingoonekwa chete sevanhu vanofadza vanhu,+ asi sevaranda vaKristu, muchiita zvinodiwa naMwari nomweya wose.+