2 Makoronike 15:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Naizvozvo akaenda pamberi paAsa akati kwaari: “Ndinzwei, haiwa imi Asa nemi mose vaJudha nevaBhenjamini! Jehovha anemi chero bedzi imi muinaye;+ uye kana mukamutsvaka,+ iye achaita kuti mumuwane, asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+ Pisarema 73:27 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 27 Nokuti tarirai! vaya vanoramba vari kure nemi vachaparara.+Muchaita kuti vanhu vose vanokusiyai nokuita unzenza vanyarare.+
2 Naizvozvo akaenda pamberi paAsa akati kwaari: “Ndinzwei, haiwa imi Asa nemi mose vaJudha nevaBhenjamini! Jehovha anemi chero bedzi imi muinaye;+ uye kana mukamutsvaka,+ iye achaita kuti mumuwane, asi kana mukamusiya, achakusiyaiwo.+
27 Nokuti tarirai! vaya vanoramba vari kure nemi vachaparara.+Muchaita kuti vanhu vose vanokusiyai nokuita unzenza vanyarare.+