Eksodho 9:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Naizvozvo Mosesi akati kwaari: “Pandinongobuda muguta ndichatambanudzira maoko angu kuna Jehovha.+ Mabhanan’ana achapera uye chimvuramabwe hachizorambi chiripo, kuti muzive kuti nyika ndeyaJehovha.+ Pisarema 143:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Ndakatambanudzira maoko angu kwamuri;+Kwamuri mweya wangu wakaita senyika yafa nenyota.+ Sera.
29 Naizvozvo Mosesi akati kwaari: “Pandinongobuda muguta ndichatambanudzira maoko angu kuna Jehovha.+ Mabhanan’ana achapera uye chimvuramabwe hachizorambi chiripo, kuti muzive kuti nyika ndeyaJehovha.+