Dheuteronomi 9:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Ndakazvambarara pamberi paJehovha, sezvandakaita pakutanga, kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana. Handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,+ nokuda kwechivi chenyu chose chamakanga maita pamakaita zvakaipa pamberi paJehovha kuti mumugumbure.+
18 Ndakazvambarara pamberi paJehovha, sezvandakaita pakutanga, kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana. Handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,+ nokuda kwechivi chenyu chose chamakanga maita pamakaita zvakaipa pamberi paJehovha kuti mumugumbure.+