Nehemiya 8:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Vakabva vawana mubhuku romutemo makanyorwa kuti Jehovha akanga arayira achishandisa Mosesi+ kuti vanakomana vaIsraeri vagare mumatumba+ mukati momutambo mumwedzi wechinomwe,+ Mabasa 7:53 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 53 imi makagamuchira Mutemo wakapiwa nokungirozi+ asi hamuna kuuchengeta.”
14 Vakabva vawana mubhuku romutemo makanyorwa kuti Jehovha akanga arayira achishandisa Mosesi+ kuti vanakomana vaIsraeri vagare mumatumba+ mukati momutambo mumwedzi wechinomwe,+