Esteri 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 VaJudha vakaungana+ mumaguta avo mumatunhu ose aMambo Ahashivheroshi+ kuti vauraye vaya vaitsvaka kuvaitira zvinokuvadza,+ uye hapana munhu akamirisana navo, nokuti marudzi ose akanga abatwa nokuvatya.+
2 VaJudha vakaungana+ mumaguta avo mumatunhu ose aMambo Ahashivheroshi+ kuti vauraye vaya vaitsvaka kuvaitira zvinokuvadza,+ uye hapana munhu akamirisana navo, nokuti marudzi ose akanga abatwa nokuvatya.+