Jobho 27:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti munhu anotsauka achava netariro yei kana iye akamuparadza,+Kana Mwari akamutorera mweya wake?+ Jobho 35:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi hapana anoti, ‘Mwari, Muiti wangu Mukuru+ ari kupi,Iye anoita kuti nziyo dziimbwe usiku?’+ Pisarema 95:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Haiwa, pindai, ngatinamatei tikotame;+Ngatipfugamei+ pamberi paJehovha Muiti wedu.+
8 Nokuti munhu anotsauka achava netariro yei kana iye akamuparadza,+Kana Mwari akamutorera mweya wake?+