Pisarema 107:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Paiva nevaya vaigara murima nomuzarima,+Vasungwa vaitambudzika uye vakanga vakasungwa nesimbi.+