RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 25:39
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 39 Zvino Dhavhidhi akanzwa kuti Nabhari akanga afa, nokudaro akati: “Jehovha ngaarumbidzwe, areverera mhosva+ yokuzvidzwa+ kwangu kuti andisunungure paruoko rwaNabhari uye adzora mushumiri wake pakuita zvakaipa,+ uye Jehovha adzorera zvakaipa zvaNabhari pamusoro wake!”+ Dhavhidhi akatuma shoko kunokumbira Abhigairi kuti amutore ave mudzimai wake.+

  • Jobho 7:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Haazodzokizve kumba kwake,

      Uye nzvimbo yake haizomuzivizve.+

  • Pisarema 52:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  5 Mwari achakuputsawo nokusingaperi;+

      Achakuwisira pasi okubvisa patende rako,+

      Achakudzura munyika yevapenyu.+ Sera.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe