Jobho 13:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye akafanana nechimwe chinhu chakaora chinoparara;+Senguo inodyiwa nechitemamachira.+ Isaya 50:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Tarirai! Changamire Ishe Jehovha achandibatsira. Ndiani aripo anganditi ndakaipa?+ Tarirai! Vose zvavo, vachasakara senguo.+ Chitemamachirawo zvacho chichavadya.+ Isaya 51:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti chipfukuto chichavadya sokunge kuti inguo, uye chitemamachira chichavadya sokunge kuti imvere dzemakwai.+ Asi kururama kwangu kuchavapo nokusingagumi, uye ruponeso rwangu ruchavapo kusvikira kuzvizvarwa zvisingaverengeki.”+ Hosiya 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndakanga ndakaita sechitemamachira+ kuna Efremu uye sokuora kuimba yaJudha.
9 Tarirai! Changamire Ishe Jehovha achandibatsira. Ndiani aripo anganditi ndakaipa?+ Tarirai! Vose zvavo, vachasakara senguo.+ Chitemamachirawo zvacho chichavadya.+
8 Nokuti chipfukuto chichavadya sokunge kuti inguo, uye chitemamachira chichavadya sokunge kuti imvere dzemakwai.+ Asi kururama kwangu kuchavapo nokusingagumi, uye ruponeso rwangu ruchavapo kusvikira kuzvizvarwa zvisingaverengeki.”+