Pisarema 37:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ramba wakanyarara pamberi paJehovha,+Umumirire uchimusuwa.+Usatsamwira munhu wose anoita kuti nzira yake ibudirire,+Uye munhu anoita zvaanofunga.+ Pisarema 71:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi ini ndicharamba ndakamirira,+Ndichawedzera pakurumbidzwa kwenyu kwose. Mariro 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Jehovha ndiye mugove wangu,”+ mweya wangu wakadaro, “ndokusaka ndichamumirira.”+ Mika 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Asi ini, ndicharamba ndichitarira kuna Jehovha.+ Ndichamirira Mwari woruponeso rwangu.+ Mwari wangu achandinzwa.+
7 Ramba wakanyarara pamberi paJehovha,+Umumirire uchimusuwa.+Usatsamwira munhu wose anoita kuti nzira yake ibudirire,+Uye munhu anoita zvaanofunga.+
7 Asi ini, ndicharamba ndichitarira kuna Jehovha.+ Ndichamirira Mwari woruponeso rwangu.+ Mwari wangu achandinzwa.+