Pisarema 89:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Ndichagadza mwana wake nokusingaperi+Uye chigaro chake choumambo semazuva okudenga.+ Pisarema 89:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Mwana wake achagara nokusingagumi,+Uye chigaro chake choumambo chichaita sezuva pamberi pangu.+