Zvakazarurwa 19:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Ngatifarei tifarisise, uye ngatimukudzei,+ nokuti nguva yokuroora+ kweGwayana yasvika+ uye mudzimai waro agadzirira.+
7 Ngatifarei tifarisise, uye ngatimukudzei,+ nokuti nguva yokuroora+ kweGwayana yasvika+ uye mudzimai waro agadzirira.+