1 VaTesaronika 4:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 nokuti Ishe achaburuka kudenga+ achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo+ raMwari, uye vaya vakafa vari pamwe naKristu vachatanga kumuka.+
16 nokuti Ishe achaburuka kudenga+ achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo+ raMwari, uye vaya vakafa vari pamwe naKristu vachatanga kumuka.+