Isaya 9:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+
6 Nokuti takaberekerwa mwana,+ takapiwa mwanakomana;+ uye kutonga kwomuchinda kuchava papfudzi rake.+ Achanzi Mupi weZano Anoshamisa,+ Mwari Ane Simba,+ Baba Vasingagumi,+ Muchinda woRugare.+