Johani 1:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+ Johani 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 “Nokuti Mwari akada+ nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wose anotenda+ maari arege kuparadzwa+ asi ave noupenyu husingaperi.+ VaHebheru 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 akataura nesu pakuguma kwemazuva ano+ achishandisa Mwanakomana,+ waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvose,+ uye uyo waakashandisa kuita+ mamiriro ezvinhu epanguva yacho.
14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+
16 “Nokuti Mwari akada+ nyika kwazvo zvokuti akapa Mwanakomana wake akaberekwa ari mumwe oga,+ kuti munhu wose anotenda+ maari arege kuparadzwa+ asi ave noupenyu husingaperi.+
2 akataura nesu pakuguma kwemazuva ano+ achishandisa Mwanakomana,+ waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvose,+ uye uyo waakashandisa kuita+ mamiriro ezvinhu epanguva yacho.