2 Madzimambo 11:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Akabva abudisa mwanakomana+ wamambo, akaisa korona+ neChipupuriro+ paari; naizvozvo vakamugadza kuti ave mambo,+ vakamuzodza.+ Vakatanga kuombera+ vakati: “Mambo ngaararame!”+ Pisarema 98:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Shevedzerai mukukunda kuna Jehovha, imi mose vanhu vepanyika.+Farai mushevedzere muchifara, muimbe.+ Isaya 55:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 “Nokuti muchabuda muchifara,+ uye muchaunzwa muine rugare.+ Makomo nezvikomo zvichafara pamberi penyu nokushevedzera kwokufara,+ uye miti yomusango yose ichaombera.+
12 Akabva abudisa mwanakomana+ wamambo, akaisa korona+ neChipupuriro+ paari; naizvozvo vakamugadza kuti ave mambo,+ vakamuzodza.+ Vakatanga kuombera+ vakati: “Mambo ngaararame!”+
4 Shevedzerai mukukunda kuna Jehovha, imi mose vanhu vepanyika.+Farai mushevedzere muchifara, muimbe.+
12 “Nokuti muchabuda muchifara,+ uye muchaunzwa muine rugare.+ Makomo nezvikomo zvichafara pamberi penyu nokushevedzera kwokufara,+ uye miti yomusango yose ichaombera.+