VaRoma 3:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti vanhu vose vakatadza,+ vakakundikana kusvika pakubwinya kwaMwari,+ VaEfeso 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chokwadi, pane imwe nguva isu tose takambozvibata maererano nokuchiva kwenyama yedu+ tiri pakati pavo, tichiita zvinhu zvaidiwa nenyama+ nepfungwa dzedu, uye takazvarwa tiri vana vokuitirwa hasha+ sevamwe vose.
3 Chokwadi, pane imwe nguva isu tose takambozvibata maererano nokuchiva kwenyama yedu+ tiri pakati pavo, tichiita zvinhu zvaidiwa nenyama+ nepfungwa dzedu, uye takazvarwa tiri vana vokuitirwa hasha+ sevamwe vose.