1 Samueri 2:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vakaguta vachashandira zvokudya,+Asi vane nzara havasisina nzara.+Kunyange asingabereki abereka vanomwe,+Asi iye akanga aine vanakomana vakawanda aparara.+ Pisarema 113:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Anoita kuti mukadzi asingabereki agare mumba+Saamai vanofara vevanakomana.+Rumbidzai Jah!+
5 Vakaguta vachashandira zvokudya,+Asi vane nzara havasisina nzara.+Kunyange asingabereki abereka vanomwe,+Asi iye akanga aine vanakomana vakawanda aparara.+