Pisarema 95:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Haiwa, pindai, ngatinamatei tikotame;+Ngatipfugamei+ pamberi paJehovha Muiti wedu.+ Isaya 44:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza. Jeremiya 2:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 ‘nokuti vanhu vangu vakaita zvinhu zviviri zvakaipa: Vakandisiya,+ ini tsime remvura mhenyu,+ kuti vachere migodhi yemvura, migodhi yakatsemuka, isingagoni kuchengeta mvura.’
2 Zvanzi naJehovha, Muiti+ wako noMuumbi+ wako, iye akaramba achikubatsira kubvira uchiri mudumbu,+ ‘Usatya,+ haiwa iwe mushumiri wangu Jakobho, newe Jeshuruni,+ wandakasarudza.
13 ‘nokuti vanhu vangu vakaita zvinhu zviviri zvakaipa: Vakandisiya,+ ini tsime remvura mhenyu,+ kuti vachere migodhi yemvura, migodhi yakatsemuka, isingagoni kuchengeta mvura.’