RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 43:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 43 Zvino zvanzi naJehovha, Musiki+ wako, haiwa iwe Jakobho, uye Muumbi+ wako, haiwa iwe Israeri: “Usatya, nokuti ndakakudzikinura.+ Ndakakushevedza nezita rako.+ Uri wangu.+

  • Isaya 43:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 ivo vanhu vandakazviumbira, kuti varondedzere kurumbidzwa kwangu.+

  • Isaya 44:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 “Yeuka zvinhu izvi, haiwa iwe Jakobho,+ newe, haiwa iwe Israeri, nokuti uri mushumiri wangu.+ Ndakakuumba.+ Uri mushumiri wangu. Haiwa iwe Israeri, ini handizokukanganwi.+

  • Isaya 64:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 Asi zvino, haiwa Jehovha, imi muri Baba vedu.+ Isu tiri ivhu,+ imi muri Muumbi+ wedu; tose zvedu tiri basa roruoko rwenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe