Pisarema 138:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Jehovha achapedza zvinhu zvine chokuita neni.+Haiwa Jehovha, mutsa wenyu worudo unogara nokusingagumi.+Musarega mabasa emaoko enyu.+ VaEfeso 3:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino iye anogona kuita zvizhinji kwazvo kupfuura zvinhu zvose zvatinokumbira kana kufunga,+ maererano nesimba rake riri kushanda+ matiri,
8 Jehovha achapedza zvinhu zvine chokuita neni.+Haiwa Jehovha, mutsa wenyu worudo unogara nokusingagumi.+Musarega mabasa emaoko enyu.+
20 Zvino iye anogona kuita zvizhinji kwazvo kupfuura zvinhu zvose zvatinokumbira kana kufunga,+ maererano nesimba rake riri kushanda+ matiri,