Isaya 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Munhu wepanyika achaderedzwa, murume achaninipiswa, uye kunyange maziso evanhu vakakwirira achaninipiswa.+ Jeremiya 13:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 “Iti kuna mambo nokuna vahosi,+ ‘Garai munzvimbo yakaderera,+ nokuti korona dzenyu dzorunako dzichawira pasi dzichibva pamisoro yenyu.’+
15 Munhu wepanyika achaderedzwa, murume achaninipiswa, uye kunyange maziso evanhu vakakwirira achaninipiswa.+
18 “Iti kuna mambo nokuna vahosi,+ ‘Garai munzvimbo yakaderera,+ nokuti korona dzenyu dzorunako dzichawira pasi dzichibva pamisoro yenyu.’+