Eksodho 16:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Mosesi akati: “Muchazviona Jehovha paachakupai nyama kuti muidye manheru uye chingwa mangwanani kuti mugute, nokuti Jehovha anzwa kumugunun’unira kwamuri kuita. Isu tiri chii? Hamusi kugunun’unira isu, asi Jehovha.”+
8 Mosesi akati: “Muchazviona Jehovha paachakupai nyama kuti muidye manheru uye chingwa mangwanani kuti mugute, nokuti Jehovha anzwa kumugunun’unira kwamuri kuita. Isu tiri chii? Hamusi kugunun’unira isu, asi Jehovha.”+