Pisarema 75:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokuti muruoko rwaJehovha mune kapu,+Uye waini yacho iri kupupuma, izere nezvakasanganiswa.Achadurura masese ayo achibva mairi;Vakaipa vose vepanyika vachaasvina, vonwa.”+ Isaya 51:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 “Muka, muka, simuka, haiwa iwe Jerusarema,+ iwe wakanwira paruoko rwaJehovha kapu yake yehasha.+ Wakanwira mumudziyo wokunwira, iyo kapu inodzedzeresa, ukapedza yose.+ Jeremiya 25:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Nokuti Jehovha Mwari waIsraeri ati kwandiri: “Tora kapu iyi yewaini yehasha muruoko rwangu, unwise marudzi ose andiri kukutuma kwaari.+ Habhakuki 2:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Uchaguta nokuzvidzwa panzvimbo pokukudzwa.+ Iwe inwawo,+ unzi hauna kudzingiswa.+ Kapu yoruoko rworudyi rwaJehovha ichauya kwauri,+ uye kukudzwa kwako kuchanyadziswa; Zvakazarurwa 16:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Guta guru+ rakatsemuka kuva mativi matatu, maguta emarudzi akaparadzwa; uye Bhabhironi Guru+ rakayeukwa pamberi paMwari, kuti aripe kapu yewaini yokutsamwa yehasha dzake.+ Zvakazarurwa 18:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Riitireiwo sezvarakaita iro,+ uye riitirei nekane kaviri, chokwadi, kaviri kezvinhu zvarakaita;+ mukapu+ marakaisa muvhenganiswa riisireiwo+ muvhenganiswa wakawanziridzwa nekaviri.+
8 Nokuti muruoko rwaJehovha mune kapu,+Uye waini yacho iri kupupuma, izere nezvakasanganiswa.Achadurura masese ayo achibva mairi;Vakaipa vose vepanyika vachaasvina, vonwa.”+
17 “Muka, muka, simuka, haiwa iwe Jerusarema,+ iwe wakanwira paruoko rwaJehovha kapu yake yehasha.+ Wakanwira mumudziyo wokunwira, iyo kapu inodzedzeresa, ukapedza yose.+
15 Nokuti Jehovha Mwari waIsraeri ati kwandiri: “Tora kapu iyi yewaini yehasha muruoko rwangu, unwise marudzi ose andiri kukutuma kwaari.+
16 Uchaguta nokuzvidzwa panzvimbo pokukudzwa.+ Iwe inwawo,+ unzi hauna kudzingiswa.+ Kapu yoruoko rworudyi rwaJehovha ichauya kwauri,+ uye kukudzwa kwako kuchanyadziswa;
19 Guta guru+ rakatsemuka kuva mativi matatu, maguta emarudzi akaparadzwa; uye Bhabhironi Guru+ rakayeukwa pamberi paMwari, kuti aripe kapu yewaini yokutsamwa yehasha dzake.+
6 Riitireiwo sezvarakaita iro,+ uye riitirei nekane kaviri, chokwadi, kaviri kezvinhu zvarakaita;+ mukapu+ marakaisa muvhenganiswa riisireiwo+ muvhenganiswa wakawanziridzwa nekaviri.+