Pisarema 59:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Vaparadzei makatsamwa;+Vaparadzei, kuti varege kuvapo;Ngavazive kuti Mwari ari kutonga pakati paJakobho kusvikira kumigumo yenyika.+ Sera. Ezekieri 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Hasha dzangu dzichapera+ uye ndichaderedza kuvatsamwira kwangu+ ndozvinyaradza;+ uye vachaziva kuti ini Jehovha, ndakataura ndichiomerera pakuti vazvipire zvakazara,+ pandinoita kuti kutsamwa kwangu kuperere pavari.
13 Vaparadzei makatsamwa;+Vaparadzei, kuti varege kuvapo;Ngavazive kuti Mwari ari kutonga pakati paJakobho kusvikira kumigumo yenyika.+ Sera.
13 Hasha dzangu dzichapera+ uye ndichaderedza kuvatsamwira kwangu+ ndozvinyaradza;+ uye vachaziva kuti ini Jehovha, ndakataura ndichiomerera pakuti vazvipire zvakazara,+ pandinoita kuti kutsamwa kwangu kuperere pavari.