Pisarema 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Ndapota, zvakaipa zvevakaipa ngazvigume,+Simbisai munhu akarurama;+Mwari zvaakarurama+ anoedza mwoyo+ neitsvo.+ Isaya 63:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Ndakatsika-tsika chisviniro chewaini ndiri ndoga,+ pandakanga ndisina munhu wokune mamwe marudzi. Ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakatsamwa,+ uye ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakashatirwa.+ Ropa ravo raitsatika rakaramba richitsatikira panguo dzangu,+ uye ndakasvibisa zvipfeko zvangu zvose.
9 Ndapota, zvakaipa zvevakaipa ngazvigume,+Simbisai munhu akarurama;+Mwari zvaakarurama+ anoedza mwoyo+ neitsvo.+
3 “Ndakatsika-tsika chisviniro chewaini ndiri ndoga,+ pandakanga ndisina munhu wokune mamwe marudzi. Ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakatsamwa,+ uye ndakaramba ndichivatsika-tsika ndakashatirwa.+ Ropa ravo raitsatika rakaramba richitsatikira panguo dzangu,+ uye ndakasvibisa zvipfeko zvangu zvose.