1 Samueri 2:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino Hana akanyengetera+ akati:“Mwoyo wangu unopembera nomufaro nokuda kwaJehovha,+Chokwadi simba rangu rinokwidziridzwa nokuda kwaJehovha.+Muromo wangu wakashamira vavengi vangu,Nokuti ndinofarira ruponeso rwenyu.+ Ruka 1:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 uye mwoyo wangu haungaregi kufarira kwazvo+ Mwari Muponesi wangu;+
2 Zvino Hana akanyengetera+ akati:“Mwoyo wangu unopembera nomufaro nokuda kwaJehovha,+Chokwadi simba rangu rinokwidziridzwa nokuda kwaJehovha.+Muromo wangu wakashamira vavengi vangu,Nokuti ndinofarira ruponeso rwenyu.+