2 Samueri 22:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Mwari wangu ndiye dombo rangu.+ Ndichapotera kwaari,Ndiye nhoo+ yangu nenyanga+ yangu yoruponeso, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka,+Ndiye nzvimbo yangu yokutizira,+ Muponesi wangu;+ munondiponesa pakuitirwa zvechisimba.+ Isaya 43:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nokuti ndini Jehovha Mwari wako, Mutsvene waIsraeri Muponesi+ wako. Ndakaita kuti Ijipiti ive rudzikinuro nokuda kwako,+ Itiopiya+ neSebha panzvimbo yako. Tito 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 asi munguva dzake dzakakodzera akaita kuti shoko rake riratidzwe pachena nokuparidza kwandakaronzeswa,+ ndarayirwa noMuponesi wedu,+ iye Mwari; Judha 25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 iye Mwari mumwe chete Muponesi+ wedu achishandisa Jesu Kristu+ Ishe wedu, ngaave nokubwinya,+ uchangamire, simba+ nechiremera+ mukusingagumi kwose+ kwakapfuura, zvino uye nokusingagumi kwose.+ Ameni.+
3 Mwari wangu ndiye dombo rangu.+ Ndichapotera kwaari,Ndiye nhoo+ yangu nenyanga+ yangu yoruponeso, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka,+Ndiye nzvimbo yangu yokutizira,+ Muponesi wangu;+ munondiponesa pakuitirwa zvechisimba.+
3 Nokuti ndini Jehovha Mwari wako, Mutsvene waIsraeri Muponesi+ wako. Ndakaita kuti Ijipiti ive rudzikinuro nokuda kwako,+ Itiopiya+ neSebha panzvimbo yako.
3 asi munguva dzake dzakakodzera akaita kuti shoko rake riratidzwe pachena nokuparidza kwandakaronzeswa,+ ndarayirwa noMuponesi wedu,+ iye Mwari;
25 iye Mwari mumwe chete Muponesi+ wedu achishandisa Jesu Kristu+ Ishe wedu, ngaave nokubwinya,+ uchangamire, simba+ nechiremera+ mukusingagumi kwose+ kwakapfuura, zvino uye nokusingagumi kwose.+ Ameni.+