RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 10:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  4 Munhu akaipa haatsvaki Mwari+ nokuda kwokuzvikudza kwake;

      Zvaanongofunga ndezvokuti: “Mwari haako.”+

  • Pisarema 53:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 53 Benzi rakati mumwoyo maro:

      “Jehovha haako.”+

      Vakaita zvakashata uye vakaita zvinosemesa muzvinhu zvisina kururama;+

      Hapana anoita zvakanaka.+

  • Isaya 29:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Makatsauka kwazvo! Muumbi anganzi ivhu here?+ Chinhu chakaitwa chingati here pamusoro peakachiita: “Haana kundiita”?+ Chinhu chakaumbwa chinoti here pamusoro pomuumbi wacho: “Haana kunzwisisa”?+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe