Pisarema 37:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Tarisira kuna Jehovha uchengete nzira yake,+Iye achakukwidziridza kuti ugare nhaka yenyika.+Vakaipa pavanoparadzwa, iwe uchazviona.+ Maraki 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Maziso enyu achazviona, uye muchati: “Jehovha ngaakudzwe munharaunda yaIsraeri.”’”+
34 Tarisira kuna Jehovha uchengete nzira yake,+Iye achakukwidziridza kuti ugare nhaka yenyika.+Vakaipa pavanoparadzwa, iwe uchazviona.+