Pisarema 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Jehovha ari mutemberi yake tsvene.+Jehovha—chigaro chake choumambo chiri kumatenga.+Maziso ake anoona, maziso ake anopenya anoongorora+ vanakomana vevanhu. Ezekieri 43:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Uyu ndiwo mutemo weImba yacho. Pamusoro pegomo, nharaunda yayo yose yakaipoteredza chinhu chitsvenetsvene.+ Tarira! Uyu ndiwo mutemo weImba yacho. Mako 11:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Zvino vakasvika kuJerusarema. Ikoko akapinda mutemberi, akatanga kudzingira kunze vaya vaitengesa nokutenga mutemberi, akapidigura tafura dzevaichinja mari nemabhenji evaya vaitengesa njiva;+ 1 Petro 1:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 nokuti zvakanyorwa kuti: “Munofanira kuva vatsvene, nokuti ini ndiri mutsvene.”+
4 Jehovha ari mutemberi yake tsvene.+Jehovha—chigaro chake choumambo chiri kumatenga.+Maziso ake anoona, maziso ake anopenya anoongorora+ vanakomana vevanhu.
12 Uyu ndiwo mutemo weImba yacho. Pamusoro pegomo, nharaunda yayo yose yakaipoteredza chinhu chitsvenetsvene.+ Tarira! Uyu ndiwo mutemo weImba yacho.
15 Zvino vakasvika kuJerusarema. Ikoko akapinda mutemberi, akatanga kudzingira kunze vaya vaitengesa nokutenga mutemberi, akapidigura tafura dzevaichinja mari nemabhenji evaya vaitengesa njiva;+