Eksodho 15:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kuvhunduka nokutya zvichavawira.+Vachava vasingatsuguduki sedombo nokuda kwoukuru hworuoko rwenyu,Kusvikira vanhu venyu+ vapfuura, haiwa Jehovha,Kusvikira vanhu venyu vamakazviwanira+ vapfuura.+ Pisarema 53:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Vakatya kwazvo vari ikoko,+Kwakanga kusina chinotyisa;+Nokuti Mwari achaparadzira mapfupa omunhu anodzika misasa kuti akurwise.+Muchavanyadzisa, nokuti Jehovha avaramba.+
16 Kuvhunduka nokutya zvichavawira.+Vachava vasingatsuguduki sedombo nokuda kwoukuru hworuoko rwenyu,Kusvikira vanhu venyu+ vapfuura, haiwa Jehovha,Kusvikira vanhu venyu vamakazviwanira+ vapfuura.+
5 Vakatya kwazvo vari ikoko,+Kwakanga kusina chinotyisa;+Nokuti Mwari achaparadzira mapfupa omunhu anodzika misasa kuti akurwise.+Muchavanyadzisa, nokuti Jehovha avaramba.+