Isaya 60:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Boka rengamera riri kuti nyandu nyandu richakufukidza, iyo mikono miduku yengamera dzaMidhiyani nevaEfa.+ Vose vaya vanobva kuShebha+—vachauya. Vachatakura ndarama nezvinonhuhwirira zvichena. Vachazivisa kurumbidzwa kwaJehovha.+
6 Boka rengamera riri kuti nyandu nyandu richakufukidza, iyo mikono miduku yengamera dzaMidhiyani nevaEfa.+ Vose vaya vanobva kuShebha+—vachauya. Vachatakura ndarama nezvinonhuhwirira zvichena. Vachazivisa kurumbidzwa kwaJehovha.+