RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 1:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Mhuka dzose dzomusango dzenyika nezvisikwa zvose zvinobhururuka zvokumatenga nezvinhu zvose zvinofamba panyika zvine upenyu mazviri semweya, ndazvipa zvinomera zvose zvakasvibirira kuti zvive zvokudya zvazvo.”+ Uye zvakaita saizvozvo.

  • 1 Madzimambo 18:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 Ahabhi akati kuna Obhadhiya: “Famba munyika, uende kuzvitubu zvose zvemvura nokumipata yose ine hova. Zvichida tingawana uswa hunyoro,+ kuti tichengetedze mabhiza nemanyurusi zviri zvipenyu uye tirege kuvazve nedzimwe mhuka dzingaparara.”+

  • Jeremiya 14:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Mbizi+ dzamira pazvikomo zvisina chinhu; dzafembedza mhepo sezvinoita hunguhwe; maziso adzo aneta nokuti hapana zvinomera.+

  • Joeri 2:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 Musatya, imi mhuka dzomusango,+ nokuti mafuro omurenje achasvibirira.+ Nokuti muti uchabereka michero yawo.+ Muonde nomuzambiringa zvichapa simba razvo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe