Vatongi 19:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Vakazoona mumwe mukweguru aiuya achibva kubasa rake kumunda manheru,+ murume wacho aibva kunzvimbo ine makomo yaEfremu,+ akanga achigara kwenguva yakati muGibhiya; asi varume venzvimbo yacho vaiva vaBhenjamini.+ 2 VaTesaronika 3:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 uyewo hatina kudya zvokudya zvomumwe munhu tisingabhadhari.+ Asi, taiita basa uye taishanda zvakaoma+ usiku nemasikati, kuti tirege kuisa mutoro unorema pana ani naani wenyu.+
16 Vakazoona mumwe mukweguru aiuya achibva kubasa rake kumunda manheru,+ murume wacho aibva kunzvimbo ine makomo yaEfremu,+ akanga achigara kwenguva yakati muGibhiya; asi varume venzvimbo yacho vaiva vaBhenjamini.+
8 uyewo hatina kudya zvokudya zvomumwe munhu tisingabhadhari.+ Asi, taiita basa uye taishanda zvakaoma+ usiku nemasikati, kuti tirege kuisa mutoro unorema pana ani naani wenyu.+